RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 32:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake+

      Uye achazvidemba pamusoro pevashumiri vake,+

      Nokuti achaona kuti hapasisina chinotsigira

      Uye panongova nomunhu asina mubatsiri uye asina zvaanobatsira.

  • Pisarema 90:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Dzokai, haiwa Jehovha!+ Zvichasvika riniko?+

      Zvidembei pamusoro pevashumiri venyu.+

  • Pisarema 106:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 Aiyeuka sungano yake pamusoro pavo,+

      Uye aizvidemba maererano nokuwanda kwomutsa wake worudo mukuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe