Eksodho 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+ Vatongi 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vanakomana vaIsraeri vakatanga kuchema kuna Jehovha,+ nokuti iye aiva nengoro dzehondo mazana mapfumbamwe dzaiva nemajeko esimbi,+ uye akadzvinyirira vanakomana vaIsraeri+ noutsinye kwemakore makumi maviri. 2 Madzimambo 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kwapera nguva yakati, Jehoahazi akatsvaka kunzwirwa nyasha+ naJehovha, zvokuti Jehovha akamuteerera;+ nokuti akanga aona kudzvinyirirwa kwaiitwa Israeri,+ nokuti mambo weSiriya akanga avadzvinyirira.+
24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+
3 Vanakomana vaIsraeri vakatanga kuchema kuna Jehovha,+ nokuti iye aiva nengoro dzehondo mazana mapfumbamwe dzaiva nemajeko esimbi,+ uye akadzvinyirira vanakomana vaIsraeri+ noutsinye kwemakore makumi maviri.
4 Kwapera nguva yakati, Jehoahazi akatsvaka kunzwirwa nyasha+ naJehovha, zvokuti Jehovha akamuteerera;+ nokuti akanga aona kudzvinyirirwa kwaiitwa Israeri,+ nokuti mambo weSiriya akanga avadzvinyirira.+