Vatongi 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ruoko rwaMidhiyani rwakakunda Israeri.+ Vanakomana vaIsraeri vakazviitira nzvimbo dzokuchengetera zvinhu pasi pevhu dzaiva mumakomo, nemapako nenzvimbo dzakaoma kusvika+ nokuda kwaMidhiyani.
2 Ruoko rwaMidhiyani rwakakunda Israeri.+ Vanakomana vaIsraeri vakazviitira nzvimbo dzokuchengetera zvinhu pasi pevhu dzaiva mumakomo, nemapako nenzvimbo dzakaoma kusvika+ nokuda kwaMidhiyani.