RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Asi zvichenjerere, utarisire mweya wako zvakanaka,+ kuti urege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso ako+ uye kuti zvirege kubva mumwoyo mako mazuva ose oupenyu hwako;+ uzvizivise vanakomana vako nevazukuru vako,+

  • Dheuteronomi 6:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 unofanira kuaroverera mumwanakomana wako+ uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi+ nepaunomuka.

  • Pisarema 44:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu,

      Madzitateguru edu akarondedzera kwatiri+

      Basa ramakaita mumazuva avo,+

      Mumazuva ekare kare.+

  • Pisarema 78:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Zvatakanzwa nezvatinoziva,+

      Zvakarondedzerwa kwatiri nemadzibaba edu;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe