Revhitiko 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 uye moto wakabuda pamberi paJehovha,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa, nemafuta zvaiva pamusoro peatari. Vanhu vose pavakazviona, vakatanga kushevedzera,+ vakawira pasi nezviso zvavo. Vatongi 13:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo murazvo zvawaikwira kudenga uchibva paatari, ngirozi yaJehovha yakabva yakwira iri mumurazvo weatari, Manoa nomudzimai wake zvavaiva vakatarira.+ Vakabva vawira pasi nezviso zvavo.+ 1 Madzimambo 18:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+ 1 Makoronike 21:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akadana Jehovha,+ iye akamupindura nomoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yezvinopiwa zvinopiswa. 2 Makoronike 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.
24 uye moto wakabuda pamberi paJehovha,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa, nemafuta zvaiva pamusoro peatari. Vanhu vose pavakazviona, vakatanga kushevedzera,+ vakawira pasi nezviso zvavo.
20 Naizvozvo murazvo zvawaikwira kudenga uchibva paatari, ngirozi yaJehovha yakabva yakwira iri mumurazvo weatari, Manoa nomudzimai wake zvavaiva vakatarira.+ Vakabva vawira pasi nezviso zvavo.+
38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+
26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akadana Jehovha,+ iye akamupindura nomoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yezvinopiwa zvinopiswa.
7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.