RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 17:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Kana wazosvika munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, waitora kuti ive yako, wagara mairi,+ wati, ‘Regai ndigadze mambo kuti anditonge semamwe marudzi ose akandipoteredza’;+

  • Vatongi 8:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Gare gare varume vaIsraeri vakati kuna Gidhiyoni: “Titonge,+ iwe nomwanakomana wako nomuzukuru wakowo, nokuti watiponesa paruoko rwaMidhiyani.”+

  • 1 Samueri 8:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Jehovha akabva ati kuna Samueri:+ “Teerera inzwi revanhu pane zvose zvavanokuudza;+ nokuti havana kuramba iwe, asi varamba ini kuti ndive mambo+ wavo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe