Vatongi 9:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kwapera nguva yakati, Abhimereki+ mwanakomana waJerubhaari akaenda kuShekemu+ kuhanzvadzi dzaamai vake, akatanga kutaura nadzo uye nemhuri yose yeimba yababa vaamai vake, achiti:
9 Kwapera nguva yakati, Abhimereki+ mwanakomana waJerubhaari akaenda kuShekemu+ kuhanzvadzi dzaamai vake, akatanga kutaura nadzo uye nemhuri yose yeimba yababa vaamai vake, achiti: