Eksodho 29:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nechingwa chisina kuviriswa nemakeke akaita serin’i asina kuviriswa akakanyiwa nemafuta nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazorwa mafuta.+ Uzvibike nefurawa yakatsetseka yegorosi. Revhitiko 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “‘Zvino kana mweya ukauya nechinopiwa chezviyo+ kuti chive chinopiwa kuna Jehovha, chinopiwa chomunhu wacho chinofanira kuva chefurawa yakatsetseka;+ uye anofanira kudururira mafuta pachiri, oisa zvinonhuhwirira zvichena pachiri.
2 nechingwa chisina kuviriswa nemakeke akaita serin’i asina kuviriswa akakanyiwa nemafuta nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazorwa mafuta.+ Uzvibike nefurawa yakatsetseka yegorosi.
2 “‘Zvino kana mweya ukauya nechinopiwa chezviyo+ kuti chive chinopiwa kuna Jehovha, chinopiwa chomunhu wacho chinofanira kuva chefurawa yakatsetseka;+ uye anofanira kudururira mafuta pachiri, oisa zvinonhuhwirira zvichena pachiri.