Zvirevo 29:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kuzvikudza kwomunhu wepanyika kuchamuninipisa,+ asi anozvininipisa achakudzwa.+ Mateu 23:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munhu wose anozvikwidziridza achaninipiswa,+ uye munhu wose anozvininipisa achakwidziridzwa.+ VaRoma 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Fungaiwo nezvevamwe semafungiro amunozviita;+ musafunga zvinhu zvakakwirira,+ asi tungamirirwai nezvinhu zvakaderera.+ Musazviti makangwara.+
16 Fungaiwo nezvevamwe semafungiro amunozviita;+ musafunga zvinhu zvakakwirira,+ asi tungamirirwai nezvinhu zvakaderera.+ Musazviti makangwara.+