1 Samueri 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vakatanga kushevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe+ vakati, ‘Takatadza,+ nokuti takasiya Jehovha kuti tishumire vanaBhaari+ nemifananidzo yaAshtoreti;+ zvino tinunureiwo+ muruoko rwevavengi vedu, kuti tikushumirei.’
10 Vakatanga kushevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe+ vakati, ‘Takatadza,+ nokuti takasiya Jehovha kuti tishumire vanaBhaari+ nemifananidzo yaAshtoreti;+ zvino tinunureiwo+ muruoko rwevavengi vedu, kuti tikushumirei.’