22 Zvisinei, varume vose vakaipa nevarume pasina+ pavarume vakanga vaenda naDhavhidhi vakapindura, vakaramba vachiti: “Nokuti havana kuenda nesu, hatisi kuzovapa zvakapambwa zvatanunura, kunze kwokupa mumwe nomumwe mudzimai wake nevanakomana vake, uye ngavavatungamirire vaende.”