1 Samueri 20:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Tarira! ndichatuma mushandi, ndichiti, ‘Enda unotsvaka miseve.’ Kana ndikataurira mushandi wacho zvakananga kuti, ‘Tarira! Miseve iri kurutivi rwako urwu, itore,’ naJehovha mupenyu,+ ibva wauya, nokuti zvinoreva rugare kwauri uye hapana nyaya. 1 Samueri 25:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Zvino, ishe wangu, naJehovha mupenyu+ uye nomweya wenyu mupenyu,+ Jehovha akudzivisai+ kuva nemhosva yeropa+ uye kuita kuti ruoko rwenyu rukuponesei.+ Zvino vavengi venyu nevaya vari kutsvaka kuitira ishe wangu zvinokuvadza ngavave saNabhari.+
21 Tarira! ndichatuma mushandi, ndichiti, ‘Enda unotsvaka miseve.’ Kana ndikataurira mushandi wacho zvakananga kuti, ‘Tarira! Miseve iri kurutivi rwako urwu, itore,’ naJehovha mupenyu,+ ibva wauya, nokuti zvinoreva rugare kwauri uye hapana nyaya.
26 Zvino, ishe wangu, naJehovha mupenyu+ uye nomweya wenyu mupenyu,+ Jehovha akudzivisai+ kuva nemhosva yeropa+ uye kuita kuti ruoko rwenyu rukuponesei.+ Zvino vavengi venyu nevaya vari kutsvaka kuitira ishe wangu zvinokuvadza ngavave saNabhari.+