Pisarema 25:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kutambudzika kwomwoyo wangu kwawanda;+Haiwa ndibudisei munhamo dzangu.+ Pisarema 116:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Tambo dzorufu dzakandikomba+Uye mamiriro ezvinhu anotambudza eSheori akandiwana.+Ndakaramba ndichiwana kutambudzika neshungu.+
3 Tambo dzorufu dzakandikomba+Uye mamiriro ezvinhu anotambudza eSheori akandiwana.+Ndakaramba ndichiwana kutambudzika neshungu.+