RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 18:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Vanakomana vaDhani vakati kwaari: “Usaita kuti inzwi rako rinzwike pedyo nesu, kuti varume vane mweya iri kushungurudzika+ varege kukurwisai, ukarasikirwa nomweya wako nemweya yeimba yako.”

  • 1 Samueri 22:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Varume vose vaitambudzika+ nevarume vose vakanga vaine akavakweretesa+ nevarume vose vaiva nemweya yaishungurudzika+ vakatanga kumuunganira,+ akava mukuru wavo;+ uye kwakava nevarume vanenge mazana mana vaaiva navo.

  • 2 Samueri 17:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Hushai akatizve: “Iwe unonyatsoziva baba vako nevarume vavo, kuti vane simba,+ uye kuti vane mweya une shungu,+ semhuka hadzi inonzi bheya yarasa vana vayo musango;+ baba vako murwi,+ uye havazorari panorara vanhu vacho.

  • 2 Madzimambo 4:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Paakasvika kumunhu waMwari wechokwadi pagomo, akabva abata tsoka dzake.+ Gehazi akaswedera pedyo kuti amusundire kure,+ asi munhu waMwari wechokwadi+ akati: “Musiye,+ nokuti mweya wake une shungu+ mukati make; uye Jehovha andivanzira+ izvozvo, haana kundiudza.”

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe