Pisarema 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakaramba ndichidana kuna Jehovha ndichitambudzika,Ndakaramba ndichichemera Mwari wangu kuti ndibatsirwe.+Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake,+Kuchema kwangu ndiri pamberi pake kuti ndibatsirwe kwakabva kwasvika munzeve dzake.+ Pisarema 27:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Jehovha ndiye chiedza+ changu noruponeso rwangu.+Ndingatya aniko?+Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu.+Ndingadedereswa naaniko?+ Pisarema 31:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Ndakapotera kwamuri,+ haiwa Jehovha.Haiwa dai ndikasambonyadziswa.+Ndipukunyutsei mukururama kwenyu.+ Pisarema 31:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Haiwa Jehovha, ndinzwirei nyasha, nokuti ndiri kutambudzika kwazvo.+Ziso rangu,+ mweya wangu nedumbu rangu zvaneta nenhamo.+ Pisarema 34:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Matambudziko omunhu akarurama mazhinji,+Asi Jehovha anomununura maari ose.+ Pisarema 43:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nei wapererwa netariro, haiwa mweya wangu,+Nei usina kugadzikana mukati mangu?Mirira Mwari,+Nokuti ndichamurumbidza soruponeso rwangu rukuru uye saMwari wangu.+ Pisarema 56:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndicharumbidza shoko rake maererano naMwari.+Ndakavimba naMwari; handizotyi.+Munhu wenyama angandiitei?+ Pisarema 143:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakayeuka mazuva ekare kare;+Ndakafungisisa mabasa enyu ose;+Ndakaramba ndichifunga nezvebasa remaoko enyu ndiine chido.+ Zvirevo 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zita raJehovha inhare yakasimba.+ Munhu akarurama anomhanyira mariri odzivirirwa.+ Habhakuki 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ini ndichapemberera Jehovha nomufaro;+ ndichafarira Mwari wokuponeswa kwangu.+ Ruka 22:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Ngirozi yakabva kudenga yakabva yazviratidza kwaari, ikamusimbisa.+
6 Ndakaramba ndichidana kuna Jehovha ndichitambudzika,Ndakaramba ndichichemera Mwari wangu kuti ndibatsirwe.+Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake,+Kuchema kwangu ndiri pamberi pake kuti ndibatsirwe kwakabva kwasvika munzeve dzake.+
27 Jehovha ndiye chiedza+ changu noruponeso rwangu.+Ndingatya aniko?+Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu.+Ndingadedereswa naaniko?+
31 Ndakapotera kwamuri,+ haiwa Jehovha.Haiwa dai ndikasambonyadziswa.+Ndipukunyutsei mukururama kwenyu.+
9 Haiwa Jehovha, ndinzwirei nyasha, nokuti ndiri kutambudzika kwazvo.+Ziso rangu,+ mweya wangu nedumbu rangu zvaneta nenhamo.+
5 Nei wapererwa netariro, haiwa mweya wangu,+Nei usina kugadzikana mukati mangu?Mirira Mwari,+Nokuti ndichamurumbidza soruponeso rwangu rukuru uye saMwari wangu.+
4 Ndicharumbidza shoko rake maererano naMwari.+Ndakavimba naMwari; handizotyi.+Munhu wenyama angandiitei?+
5 Ndakayeuka mazuva ekare kare;+Ndakafungisisa mabasa enyu ose;+Ndakaramba ndichifunga nezvebasa remaoko enyu ndiine chido.+