Pisarema 28:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha ngaarumbidzwe, nokuti anzwa inzwi rokuteterera kwangu.+ Pisarema 50:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndishevedze pazuva rokutambudzika.+Ndichakununura, uye iwe uchandikudza.”+ 1 Johani 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+
14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+