Dheuteronomi 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Kana wazosvika munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, waitora kuti ive yako, wagara mairi,+ wati, ‘Regai ndigadze mambo kuti anditonge semamwe marudzi ose akandipoteredza’;+ 1 Samueri 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino hoyu mambo wamakasarudza, wamakakumbira;+ uye tarirai Jehovha akugadzirai mambo.+ Hosiya 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Ko zvino, mambo wako ari kupi, kuti akuponese mumaguta ako ose,+ nevatongi vako, vaya vawaiti, ‘Ndipei mambo nemachinda’?+ Mabasa 13:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi kubvira panguva iyoyo vakakumbira mambo,+ uye Mwari akavapa Sauro mwanakomana waKishi, murume worudzi rwaBhenjamini,+ kwemakore makumi mana.
14 “Kana wazosvika munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, waitora kuti ive yako, wagara mairi,+ wati, ‘Regai ndigadze mambo kuti anditonge semamwe marudzi ose akandipoteredza’;+
10 “Ko zvino, mambo wako ari kupi, kuti akuponese mumaguta ako ose,+ nevatongi vako, vaya vawaiti, ‘Ndipei mambo nemachinda’?+
21 Asi kubvira panguva iyoyo vakakumbira mambo,+ uye Mwari akavapa Sauro mwanakomana waKishi, murume worudzi rwaBhenjamini,+ kwemakore makumi mana.