RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 20:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Nokudaro ndakati kwamuri:+ “Imi muchatora nyika yavo kuti ive yenyu, uye ini ndichakupai iyo kuti muitore ive yenyu, iyo nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakutsaurai pakati pemamwe marudzi.”+

  • Numeri 23:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Nokuti ndinovaona ndiri pamusoro pematombo,

      Ndinovaona ndiri pazvikomo.

      Vanoramba vachigara vari voga sorudzi ipapo,+

      Havazviverengeri pakati pemamwe marudzi.+

  • Dheuteronomi 7:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+

  • 1 Samueri 8:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 vakati kwaari: “Tarirai! Imi makwegura, asi vanakomana venyu havana kufamba munzira dzenyu. Zvino tigadzirei mambo+ kuti atitonge semamwe marudzi ose.”

  • Pisarema 106:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Vakavhengana nemarudzi acho,+

      Vakadzidza mabasa awo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe