RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 8:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Jehovha akabva ati kuna Samueri:+ “Teerera inzwi revanhu pane zvose zvavanokuudza;+ nokuti havana kuramba iwe, asi varamba ini kuti ndive mambo+ wavo.

  • 1 Samueri 12:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Pamakaona kuti Nahashi+ mambo wevanakomana vaAmoni akanga auya kuzokurwisai, makaramba muchiti kwandiri, ‘Aiwa, asi tichatongwa namambo!’+ kunyange zvazvo nguva yose iyi Jehovha Mwari wenyu ave ari Mambo wenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe