Vatongi 6:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvino akatanga kumuti Jerubhaari+ pazuva iroro, achiti: “Bhaari ngaazvirwire nomutemo, nokuti mumwe munhu aputsa atari yake.”+
32 Zvino akatanga kumuti Jerubhaari+ pazuva iroro, achiti: “Bhaari ngaazvirwire nomutemo, nokuti mumwe munhu aputsa atari yake.”+