Dheuteronomi 32:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+ Jeremiya 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvanzi naJehovha: “Madzibaba enyu akawanei mandiri chakanga chisina kururama,+ zvokuti akava kure neni kwazvo,+ uye akaramba achitevera chidhori+ chisina zvachinobatsira, achiva asina zvaanobatsira pachawo?+ Jeremiya 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Kune rudzi rwakachinjanisa vanamwari+ varwo nevaya vasiri vanamwari here?+ Asi vanhu vangu vakachinjanisa kukudzwa kwangu nezvinhu zvisingabatsiri.+ 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+
5 Zvanzi naJehovha: “Madzibaba enyu akawanei mandiri chakanga chisina kururama,+ zvokuti akava kure neni kwazvo,+ uye akaramba achitevera chidhori+ chisina zvachinobatsira, achiva asina zvaanobatsira pachawo?+
11 Kune rudzi rwakachinjanisa vanamwari+ varwo nevaya vasiri vanamwari here?+ Asi vanhu vangu vakachinjanisa kukudzwa kwangu nezvinhu zvisingabatsiri.+
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+