RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 6:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 ndichagara pakati pevanakomana vaIsraeri,+ uye handizosiyi vanhu vangu vaIsraeri.”+

  • Pisarema 94:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti Jehovha haazoregi vanhu vake,+

      Uyewo haazosiyi nhaka yake.+

  • VaRoma 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Naizvozvo ndinobvunza kuti, Mwari akaramba vanhu vake here?+ Izvozvo ngazvirege kumboitika! Nokuti iniwo ndiri muIsraeri,+ wokuvana vaAbrahamu, wedzinza raBhenjamini.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe