RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 7:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 VaKenani nevagari vose vomunyika vachazvinzwa, uye vachatikomba vakaparadza zita redu panyika;+ zvino muchaitei nokuda kwezita renyu guru?”+

  • Pisarema 23:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Anozorodza mweya wangu.+

      Anonditungamirira mumakwara okururama nokuda kwezita rake.+

  • Pisarema 106:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Iye akavaponesa nokuda kwezita rake,+

      Kuti azivise simba rake.+

  • Jeremiya 14:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Musarega kutiremekedza nokuda kwezita renyu;+ musazvidza chigaro chenyu choumambo chinobwinya.+ Yeukai; musaputsa sungano yenyu nesu.+

  • Ezekieri 20:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Asi ndakazviita nokuda kwezita rangu kuti rirege kusvibiswa pamberi pemamwe marudzi, akavaona pandaivabudisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe