Vatongi 7:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nguva yose iyi, mumwe nomumwe akaramba akamira panzvimbo yake, vakakomba musasa, musasa wacho wose ukamhanya, ukatanga kushevedzera, ukatiza.+ 2 Madzimambo 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akanga aita kuti uto revaSiriya rinzwe+ kutinhira kwengoro dzehondo, mutsindo wemabhiza, kutinhira kweuto rehondo guru,+ zvokuti vakataurirana vachiti: “Tarirai! Mambo waIsraeri akabhadhara madzimambo evaHiti+ nemadzimambo eIjipiti+ kuti auye kuzorwisana nesu!”
21 Nguva yose iyi, mumwe nomumwe akaramba akamira panzvimbo yake, vakakomba musasa, musasa wacho wose ukamhanya, ukatanga kushevedzera, ukatiza.+
6 Jehovha akanga aita kuti uto revaSiriya rinzwe+ kutinhira kwengoro dzehondo, mutsindo wemabhiza, kutinhira kweuto rehondo guru,+ zvokuti vakataurirana vachiti: “Tarirai! Mambo waIsraeri akabhadhara madzimambo evaHiti+ nemadzimambo eIjipiti+ kuti auye kuzorwisana nesu!”