RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Gomo reSinai rakapfungaira rose,+ nokuti Jehovha akaburukira pamusoro paro ari mumoto;+ utsi hwaro hwakaramba huchikwira soutsi hwebisiro,+ uye gomo rose rakanga richizununguka kwazvo.+

  • Nahumi 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Makomo azununguka nokuda kwake, uye zvikomo zvakanyunguduka.+

      Nyika ichasimuka nokuda kwechiso chake; pamwe chete nenyika inobereka zvibereko, navose vanogara mairi.+

  • Mateu 27:51
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 51 Zvino tarira! keteni+ renzvimbo tsvene rakabvaruka nepakati, kubva kumusoro kusvikira pasi,+ nyika ikadengenyeka, uye matombo makuru akatsemuka.+

  • Mabasa 16:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Kudengenyeka kwenyika kukuru kwakangoerekana kwaitika, zvokuti nheyo dzejeri dzakazununguswa. Zvakare, masuo ose akabva azaruka, uye zvisungo zvavo vose zvakasununguka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe