Genesisi 35:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pashure paizvozvo vakatama, uye maguta akanga akavapoteredza akatya Mwari kwazvo,+ zvokuti haana kudzingirira vanakomana vaJakobho. Pisarema 48:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iwo akaona; naizvozvo akashamiswa.Akanetseka, akamhanyiswa avhundutswa.+ Dhanieri 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Panguva iyoyo, chiso chamambo chakachinja, pfungwa dzake dzikaita kuti atye,+ munobatana mapfupa nechomuhudyu make mukati regwede,+ mabvi ake akagwagwadza.+
5 Pashure paizvozvo vakatama, uye maguta akanga akavapoteredza akatya Mwari kwazvo,+ zvokuti haana kudzingirira vanakomana vaJakobho.
6 Panguva iyoyo, chiso chamambo chakachinja, pfungwa dzake dzikaita kuti atye,+ munobatana mapfupa nechomuhudyu make mukati regwede,+ mabvi ake akagwagwadza.+