-
Revhitiko 27:28Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
28 “‘Kungoti pazvinhu zvake zvose, hapana chero chinhu chipi zvacho chakatsaurwa icho munhu angatsaura kuti ape Jehovha kuti chiparadzwe,+ chingava chichibva pavanhu kana pamhuka kana pamunda wenhaka yake, chingatengeswa, uye hapana chero chinhu chipi zvacho chakatsaurwa chingadzikinurwa.+ Icho chinhu chitsvenetsvene kuna Jehovha.
-