Dheuteronomi 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nhasi unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ari kuyambuka ari pamberi pako.+ Iye moto unoparadza.+ Achavatsakatisa,+ uye achavakunda pamberi pako; unofanira kuvadzinga wokurumidza kuvaparadza, sezvakataurwa naJehovha kwauri.+
3 Nhasi unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ari kuyambuka ari pamberi pako.+ Iye moto unoparadza.+ Achavatsakatisa,+ uye achavakunda pamberi pako; unofanira kuvadzinga wokurumidza kuvaparadza, sezvakataurwa naJehovha kwauri.+