RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 13:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Pazvinhu zvakatsaurwa kuti zviparadzwe hapana kana chimwe chete chinofanira kunamatira paruoko rwako,+ kuti Jehovha adzore kutsamwa kwake kukuru,+ akuitire ngoni uye akunzwire ngoni+ nokukuita kuti uwande, sezvaakapikira madzitateguru ako.+

  • Joshua 6:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi imi regai chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe,+ kuti murege kuchida,+ mukatora chimwe chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe,+ mukaita kuti musasa waIsraeri uve chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe, mukauunzira dambudziko.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe