Vatongi 14:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mudzimu waJehovha wakabva watanga kushanda paari,+ zvokuti akamubvarura nepakati, sezvinongoita munhu anobvarura mbudzana hono nepakati, asi hapana kana chaaiva nacho muruoko rwake. Iye haana kuudza baba vake kana amai vake zvaakanga aita. 2 Samueri 23:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha+ mwanakomana womurume akanga akashinga, akaita mabasa mazhinji muKabhuzeeri,+ akauraya vanakomana vaviri vaArieri wokuMoabhi; uye akaburuka, akauraya shumba+ mugomba remvura pazuva rakanaya chando.+
6 Mudzimu waJehovha wakabva watanga kushanda paari,+ zvokuti akamubvarura nepakati, sezvinongoita munhu anobvarura mbudzana hono nepakati, asi hapana kana chaaiva nacho muruoko rwake. Iye haana kuudza baba vake kana amai vake zvaakanga aita.
20 Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha+ mwanakomana womurume akanga akashinga, akaita mabasa mazhinji muKabhuzeeri,+ akauraya vanakomana vaviri vaArieri wokuMoabhi; uye akaburuka, akauraya shumba+ mugomba remvura pazuva rakanaya chando.+