Isaya 44:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+ Isaya 45:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndini Jehovha, uye hakuna mumwezve.+ Kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+ Ndichanyatsokusunga, kunyange usina kundiziva, 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+
5 Ndini Jehovha, uye hakuna mumwezve.+ Kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+ Ndichanyatsokusunga, kunyange usina kundiziva,
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+