27 Naizvozvo Dhavhidhi akasimuka, iye nevarume vake, vakaenda, vakauraya+ varume mazana maviri pakati pevaFiristiya, Dhavhidhi akauya nezvikanda zvavo zvepamberi,+ akazvipa mambo zvakakwana, kuti aroore kwamambo. Sauro akamupawo Mikari mwanasikana wake kuti ave mudzimai wake.+