Jeremiya 17:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose uye wakaipa kwazvo.+ Ndiani angauziva? Mateu 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Somuenzaniso, mumwoyo munobuda kufunga kwakaipa,+ umhondi, upombwe, ufeve, umbavha, uchapupu hwenhema, kumhura.+
19 Somuenzaniso, mumwoyo munobuda kufunga kwakaipa,+ umhondi, upombwe, ufeve, umbavha, uchapupu hwenhema, kumhura.+