Revhitiko 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Zvino kana chinopiwa chake chiri chibayiro chokugoverana,+ kana achiuya nacho chiri chemombe, ingava hono kana hadzi, ngaauye neyakanaka+ pamberi paJehovha. Revhitiko 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “‘Zvino kana mukabayira chibayiro chokugoverana kuna Jehovha,+ munofanira kuchibayira kuti mufarirwe.+
3 “‘Zvino kana chinopiwa chake chiri chibayiro chokugoverana,+ kana achiuya nacho chiri chemombe, ingava hono kana hadzi, ngaauye neyakanaka+ pamberi paJehovha.
5 “‘Zvino kana mukabayira chibayiro chokugoverana kuna Jehovha,+ munofanira kuchibayira kuti mufarirwe.+