Numeri 24:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Ndichamuona,+ asi kwete iye zvino;Ndichamuona, asi kwete ari pedyo.Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,Tsvimbo youmambo ichabva kuna Israeri.+Ichabvoora zvavovo zvomusoro weMoabhi+Nemadehenya evanakomana vose vemheremhere yehondo. Vatongi 3:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Panguva iyoyo vakauraya vaMoabhi, varume vanenge zviuru gumi,+ mumwe nomumwe aiva nesimba+ uye mumwe nomumwe ari murume akashinga; hapana kana mumwe chete akapukunyuka.+ 1 Samueri 14:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Sauro akava mambo waIsraeri,+ akarwisa vavengi vake vose vaiva kumativi ose, akarwisa Moabhi,+ akarwisa vanakomana vaAmoni,+ akarwisa Edhomu,+ akarwisa madzimambo eZobha,+ akarwisa vaFiristiya;+ uye kwose kwose kwaaitendeukira aivapa mhosva.+ Pisarema 60:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Moabhi ihari yangu yokugezera.+Ndichakanda hwashu yangu pamusoro peEdhomu.+Ndichashevedzera mukukunda pamusoro peFiristiya.”+
17 Ndichamuona,+ asi kwete iye zvino;Ndichamuona, asi kwete ari pedyo.Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,Tsvimbo youmambo ichabva kuna Israeri.+Ichabvoora zvavovo zvomusoro weMoabhi+Nemadehenya evanakomana vose vemheremhere yehondo.
29 Panguva iyoyo vakauraya vaMoabhi, varume vanenge zviuru gumi,+ mumwe nomumwe aiva nesimba+ uye mumwe nomumwe ari murume akashinga; hapana kana mumwe chete akapukunyuka.+
47 Sauro akava mambo waIsraeri,+ akarwisa vavengi vake vose vaiva kumativi ose, akarwisa Moabhi,+ akarwisa vanakomana vaAmoni,+ akarwisa Edhomu,+ akarwisa madzimambo eZobha,+ akarwisa vaFiristiya;+ uye kwose kwose kwaaitendeukira aivapa mhosva.+
8 Moabhi ihari yangu yokugezera.+Ndichakanda hwashu yangu pamusoro peEdhomu.+Ndichashevedzera mukukunda pamusoro peFiristiya.”+