Dheuteronomi 23:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti havana kukuyamurai+ nezvokudya nemvura munzira, pamaibuda muIjipiti,+ uye nokuti vakanobhadhara Bharami mwanakomana waBheori wokuPetori yeMesopotamiya kuti akutukei.+ Dheuteronomi 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Haufaniri kushandira rugare rwavo kana kubudirira kwavo mazuva ako ose nokusingagumi.+
4 nokuti havana kukuyamurai+ nezvokudya nemvura munzira, pamaibuda muIjipiti,+ uye nokuti vakanobhadhara Bharami mwanakomana waBheori wokuPetori yeMesopotamiya kuti akutukei.+