RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 3:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino Mesha+ mambo weMoabhi akava munhu anopfuwa makwai, uye airipa mambo waIsraeri makwayana zviuru zana nemakondohwe asina kuveurwa zviuru zana.

  • 2 Makoronike 26:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 VaAmoni+ vakatanga kupa Uziya muripo.+ Mukurumbira wake+ wakazosvika kuIjipiti, nokuti akaratidza simba zvinoshamisa.

  • Pisarema 72:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Madzimambo eTashishi neezvitsuwa+—

      Acharipa muripo.+

      Madzimambo eShebha neeSebha—

      Achauya nechipo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe