Genesisi 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+ 2 Samueri 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino Mambo Dhavhidhi akatumira shoko kuvapristi, Zadhoki+ naAbhiyatari,+ achiti: “Taurai nevarume vakuru vaJudha,+ muti, ‘Nei muchifanira kuva vokupedzisira kudzosa mambo kumba kwake, nepo shoko raIsraeri wose rasvika kuna mambo kumba kwake? 2 Samueri 19:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Varume vose vaJudha vakapindura varume vaIsraeri, vakati: “Nokuti tiri hama dzepedyo dzamambo;+ saka nei matsamwira chinhu ichi? Takambodya zvinhu zvamambo here, kana kuti takapiwa chipo here?”
10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+
11 Zvino Mambo Dhavhidhi akatumira shoko kuvapristi, Zadhoki+ naAbhiyatari,+ achiti: “Taurai nevarume vakuru vaJudha,+ muti, ‘Nei muchifanira kuva vokupedzisira kudzosa mambo kumba kwake, nepo shoko raIsraeri wose rasvika kuna mambo kumba kwake?
42 Varume vose vaJudha vakapindura varume vaIsraeri, vakati: “Nokuti tiri hama dzepedyo dzamambo;+ saka nei matsamwira chinhu ichi? Takambodya zvinhu zvamambo here, kana kuti takapiwa chipo here?”