1 Samueri 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza ari pakati pevakoma vake. Mudzimu waJehovha wakatanga kushanda pana Dhavhidhi kubvira pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+
13 Naizvozvo Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza ari pakati pevakoma vake. Mudzimu waJehovha wakatanga kushanda pana Dhavhidhi kubvira pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+