RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 9:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 uye moto wakabuda pamberi paJehovha,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa, nemafuta zvaiva pamusoro peatari. Vanhu vose pavakazviona, vakatanga kushevedzera,+ vakawira pasi nezviso zvavo.

  • Vatongi 6:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Ngirozi yaJehovha yakabva yatambanudza muromo womudonzvo waiva muruoko rwayo, ikagunzva nyama nemakeke asina kuviriswa, moto ukatanga kubuda padombo ukapisa nyama nemakeke asina kuviriswa.+ Asi ngirozi yaJehovha yakanyangarika akasaiona.

  • 2 Makoronike 7:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvino Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka uchibva kumatenga,+ ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nezvibayiro, kubwinya kwaJehovha+ kukazadza imba yacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe