1 Madzimambo 18:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Imi shevedzai zita ramwari wenyu,+ uye ini ndichashevedza zita raJehovha; Mwari wechokwadi achapindura nomoto+ ndiye Mwari wechokwadi.”+ Vanhu vose vakapindura vakati: “Chinhu chacho chakanaka.”
24 Imi shevedzai zita ramwari wenyu,+ uye ini ndichashevedza zita raJehovha; Mwari wechokwadi achapindura nomoto+ ndiye Mwari wechokwadi.”+ Vanhu vose vakapindura vakati: “Chinhu chacho chakanaka.”