RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Iye akazofa anyatsokwegura,+ agutswa nemazuva, pfuma+ nokukudzwa;+ uye mwanakomana wake Soromoni akatanga kutonga panzvimbo pake.+

  • Jobho 14:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+

      Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+

  • Muparidzi 12:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Uyewo, vava kutya zvinhu zvakakwirira, munzira muine zvinovhundutsa. Muti womuarumondi watumbuka,+ hwiza yozvizvuzvurudza, uye muchero unonzi mukapabheri watsemuka, nokuti munhu ari kufamba achienda kuimba yake inogara kwenguva refu+ uye vanoungudza vafora vachitenderera vari mumugwagwa;+

  • Mabasa 13:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Nokuti Dhavhidhiwo,+ akaita kuda kwakajekeswa kwaMwari muchizvarwa chake uye akarara murufu, akavigwa nemadzitateguru ake, akaona kuora.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe