RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 5:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Kunyange zvakadaro Dhavhidhi akakunda nhare yeZiyoni,+ kureva Guta raDhavhidhi.+

  • 1 Madzimambo 3:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Zvino Soromoni akaroora+ kwaFarao mambo weIjipiti, akatora mwanasikana waFarao,+ akamuunza kuGuta raDhavhidhi,+ kusvikira apedza kuvaka imba yake+ neimba yaJehovha+ norusvingo rwaipoterera Jerusarema.+

  • 1 Madzimambo 11:43
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 43 Soromoni akabva arara nemadzitateguru ake,+ akavigwa muGuta rababa vake Dhavhidhi;+ uye mwanakomana wake Rehobhoamu+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

  • 1 Makoronike 11:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Dhavhidhi akagara munzvimbo yakaoma kusvika.+ Ndokusaka vakaitumidza kuti Guta raDhavhidhi.+

  • Mabasa 2:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 “Varume, hama, zvinobvumidzwa kuti nditaure nemi norusununguko rwokutaura nezvomusoro wemhuri Dhavhidhi, kuti iye akafa,+ akavigwa uye guva rake riri pakati pedu nanhasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe