RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 7:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Nokuti achatsausa mwanakomana wako kuti arege kunditevera, uye vachashumira vamwe vanamwari;+ Jehovha achakutsamwirai kwazvo, uye achakurumidza kukutsakatisai.+

  • 1 Madzimambo 7:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Kana iri imba yake yaaizogara, kune chimwe chivanze,+ yaiva kure neimba yeVharanda. Yakanga yakagadzirwa saizvozvi. Pakanga paine imba yakanga yakaita seVharanda iri yaakavakira mwanasikana waFarao,+ akanga aroorwa naSoromoni.

  • 1 Madzimambo 9:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Zvino mwanasikana waFarao+ akabuda muGuta raDhavhidhi,+ akaenda kuimba yake yaakanga avakirwa naSoromoni. Panguva iyoyo Soromoni ndipo paakagadzira Murwi Wevhu.+

  • 1 Madzimambo 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino Mambo Soromoni aida madzimai+ mazhinji okune dzimwe nyika pamwe chete nomwanasikana waFarao,+ vakadzi vaMoabhi,+ vaAmoni,+ vaEdhomu,+ vaSidhoni+ nevaHiti,+

  • Ezra 10:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Mupristi Ezra akazosimuka akati kwavari: “Imi mave musina kutendeka pakuti makapa madzimai okune dzimwe nyika pokugara+ kuti muwedzere kuva nemhosva kwaIsraeri.+

  • Nehemiya 13:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvino chinhu chisina kumbonzwiwa here zvamunoita zvakaipa zvikuru zvose izvi nokusatendeka kuna Mwari wedu nokupa madzimai okune dzimwe nyika pokugara?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe