2 Samueri 14:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 mushandikadzi wenyu akabva ati, ‘Ndapota, shoko rashe wangu mambo ngarizorodze.’ Nokuti ishe wangu mambo akaita sezvakaita ngirozi+ yaMwari wechokwadi, kuti asiyanise zvakanaka nezvakaipa,+ uye Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.” VaHebheru 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvevanhu vakuru, zvevaya vanoita kuti simba ravo rokunzwisisa+ rirovedzwe kusiyanisa zvakanaka nezvakaipa+ nokurishandisa kwavanoita.
17 mushandikadzi wenyu akabva ati, ‘Ndapota, shoko rashe wangu mambo ngarizorodze.’ Nokuti ishe wangu mambo akaita sezvakaita ngirozi+ yaMwari wechokwadi, kuti asiyanise zvakanaka nezvakaipa,+ uye Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.”
14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvevanhu vakuru, zvevaya vanoita kuti simba ravo rokunzwisisa+ rirovedzwe kusiyanisa zvakanaka nezvakaipa+ nokurishandisa kwavanoita.