Muparidzi 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kumunhu hapana chinhu chiri nani kupfuura kuti adye, anwe, aite kuti mweya wake ufadzwe nezvakanaka pabasa rake rakaoma.+ Izviwo ndakazviona, iyeni, kuti zvinobva paruoko rwaMwari wechokwadi.+ Muparidzi 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Enda, udye zvokudya zvako uchifara, unwe waini yako nomwoyo unofara,+ nokuti Mwari wechokwadi akatofarira mabasa ako.+
24 Kumunhu hapana chinhu chiri nani kupfuura kuti adye, anwe, aite kuti mweya wake ufadzwe nezvakanaka pabasa rake rakaoma.+ Izviwo ndakazviona, iyeni, kuti zvinobva paruoko rwaMwari wechokwadi.+
7 Enda, udye zvokudya zvako uchifara, unwe waini yako nomwoyo unofara,+ nokuti Mwari wechokwadi akatofarira mabasa ako.+