Genesisi 25:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi Abrahamu akapa zvipo+ vanakomana vevarongo avo Abrahamu aiva navo. Akabva avaendesa kure naIsaka mwanakomana wake,+ paakanga achiri mupenyu, nechokumabvazuva, kunyika yeMabvazuva.+ Jobho 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvipfuwo+ zvake zvakasvika makwai zviuru zvinomwe nengamera zviuru zvitatu nezvipani zvemombe mazana mashanu nembongoro hadzi mazana mashanu, pamwe chete neboka guru kwazvo revashandi; uye murume iyeye akava mukuru pane Vokumabvazuva+ vose. Mateu 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Pashure pokunge Jesu aberekwa muBhetrehema+ reJudhiya mumazuva amambo Herodhi,+ tarira! vazivi venyeredzi+ vokumativi okumabvazuva vakasvika kuJerusarema,
6 asi Abrahamu akapa zvipo+ vanakomana vevarongo avo Abrahamu aiva navo. Akabva avaendesa kure naIsaka mwanakomana wake,+ paakanga achiri mupenyu, nechokumabvazuva, kunyika yeMabvazuva.+
3 Zvipfuwo+ zvake zvakasvika makwai zviuru zvinomwe nengamera zviuru zvitatu nezvipani zvemombe mazana mashanu nembongoro hadzi mazana mashanu, pamwe chete neboka guru kwazvo revashandi; uye murume iyeye akava mukuru pane Vokumabvazuva+ vose.
2 Pashure pokunge Jesu aberekwa muBhetrehema+ reJudhiya mumazuva amambo Herodhi,+ tarira! vazivi venyeredzi+ vokumativi okumabvazuva vakasvika kuJerusarema,