RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 7:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Chivanze chikuru chakanga chiine mitsara mitatu+ yematombo akavezwa nomutsara wematanda omusidhari kumativi ose; ndizvo zvakanga zvakaitawo chivanze chomukati+ cheimba+ yaJehovha, uye vharanda+ reimba.

  • 2 Madzimambo 11:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Asi mupristi Jehoyadha akarayira vakuru vemazana, vakagadzwa veuto rehondo,+ akati kwavari: “Mubvisei pakati pemitsara, uye ani naani anomutevera, ngaaurayiwe nebakatwa!”+ Nokuti mupristi akanga ati: “Musamurega achiurayirwa muimba yaJehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe