Eksodho 27:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Unofanira kugadzira chivanze+ chetebhenekeri. Kurutivi rwakatarisana neNegebhu, nechokumaodzanyemba, chivanze chacho ngachive nejira rinorembera rerineni yakanaka kwazvo yakakoswa,+ rutivi rwacho rumwe chete rwakareba makubhiti zana. 1 Madzimambo 6:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Akavaka chivanze chomukati+ nemitsara+ mitatu yematombo akavezwa uye mutsara wematanda omusidhari. 2 Makoronike 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akabva agadzira chivanze+ chevapristi+ nenzvimbo huru yakakomberedzwa+ nemasuo enzvimbo yacho yakakomberedzwa, akafukidza masuo acho nemhangura. 2 Makoronike 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Soromoni akabva atsvenesa+ pakati pechivanze chaiva pamberi peimba yaJehovha, nokuti ipapo ndipo paakapa zvinopiwa zvinopiswa+ nemafuta ezvibayiro zvokugoverana, nokuti atari yemhangura+ yakanga yagadzirwa naSoromoni yakanga isingakwani chibayiro chinopiswa nechinopiwa chezviyo+ nemafuta.+ Zvakazarurwa 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+
9 “Unofanira kugadzira chivanze+ chetebhenekeri. Kurutivi rwakatarisana neNegebhu, nechokumaodzanyemba, chivanze chacho ngachive nejira rinorembera rerineni yakanaka kwazvo yakakoswa,+ rutivi rwacho rumwe chete rwakareba makubhiti zana.
36 Akavaka chivanze chomukati+ nemitsara+ mitatu yematombo akavezwa uye mutsara wematanda omusidhari.
9 Akabva agadzira chivanze+ chevapristi+ nenzvimbo huru yakakomberedzwa+ nemasuo enzvimbo yacho yakakomberedzwa, akafukidza masuo acho nemhangura.
7 Soromoni akabva atsvenesa+ pakati pechivanze chaiva pamberi peimba yaJehovha, nokuti ipapo ndipo paakapa zvinopiwa zvinopiswa+ nemafuta ezvibayiro zvokugoverana, nokuti atari yemhangura+ yakanga yagadzirwa naSoromoni yakanga isingakwani chibayiro chinopiswa nechinopiwa chezviyo+ nemafuta.+
2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+