1 Madzimambo 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vharanda+ raiva nechepamberi petemberi yeimba yacho raiva rakareba makubhiti makumi maviri, riri pamberi porutivi rwakafara rweimba yacho. Rakanga rakadzika makubhiti gumi, riri pamberi peimba yacho.
3 Vharanda+ raiva nechepamberi petemberi yeimba yacho raiva rakareba makubhiti makumi maviri, riri pamberi porutivi rwakafara rweimba yacho. Rakanga rakadzika makubhiti gumi, riri pamberi peimba yacho.